Mabasa 10:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Pita akatanga kutaura achiti, “Chokwadi ndiri kuona kuti Mwari haana rusaruro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo Petro akashamisa muromo wake, akati: Ɀirokwaɀo, ndinoʋona kuti Mŋari haazi mutsauri waʋanhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo Petirosi akashamisa muromo wake akati, “Zvirokwazvo, ndinoona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Pita akatanga kutaura achiti, “Chokwadi ndiri kuona kuti Mwari haana rusaruro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo Petro akatanga kutaura achiti, “Zvino ndava kuziva kuti zvirokwazvo Mwari haazi mutsauri wavanhu Viz kapitola |