Mabasa 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Paawa yechitatu yamasikati akanyatsoona muchiratidzo mutumwa waMwari achipinda maaiva achiti, “Koneriasi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino neŋguʋa ineŋge yepfumbamŋe yezuʋa akaʋona kwaɀo, neɀaakaratidzwa, mutumŋa waMŋari acipinda kwaari, aciti kwaari: Kornerio! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino nenguva inenge yepfumbamwe yezuva akaona kwazvo, nezvaakaratidzwa, mutumwa waMwari achipinda kwaari, achiti kwaari, “Konerio!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Paawa yechitatu yamasikati akanyatsoona muchiratidzo mutumwa waMwari achipinda maaiva achiti, “Koneriasi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mumwe musi panguva inenge yechitatu masikati akaona chiratidzo. Akanyatsoona mutumwa waMwari, uyo akauya kwaari akati, “Koniriasi!” Viz kapitola |