Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 10:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 KuSezaria kwaiva nomumwe murume ainzi Koneriasi mutungamiriri wezana ramasoja wechikwata chainzi chikwata chamaTariyana,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume paKesaria, wainzi Kornerio, mukuru wezana wehondo yainzi yeItaria,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino kwakanga kuno mumwe murume paKesaria, ainzi Konerio, mukuru wezana wehondo yainzi Itaria,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 KuSezaria kwaiva nomumwe murume ainzi Koneriasi mutungamiriri wezana ramasoja wechikwata chainzi chikwata chamaTariyana,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 PaKesaria pakanga pano mumwe murume ainzi Koniriasi, mukuru wezana weHondo yavaItaria.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 10:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy