Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akati kwaʋari: Haɀina‐kufanira kuti muziʋe ŋguʋa kana misi yakatarwa naƂaɓa ʋamene nesimba raʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vamene nesimba ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Akati kwavari, “Hazvisi kwamuri kuti muzive nguva kana musi wakatarwa naBaba nesimba ravo pachavo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 1:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy