Mabasa 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Saizvozvo pavakanga vaungana vakamubvunza vachiti, “Tenzi, panguva ino ndipo here pamuchadzosera pakare umambo kuIsiraeri?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino iʋo, ʋakati ʋaʋuŋgana, ʋakamubvunza, ʋaciti: Ishe, modzosera ʋushe kunaʋaIsraeri neŋguʋa ino here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino ivo, vakati vaungana, vakamubvunza, vachiti, “Ishe, modzosera ushe kuna vaIsiraeri nenguva ino here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Saizvozvo pavakanga vaungana vakamubvunza vachiti, “Tenzi, panguva ino ndipo here pamuchadzosera pakare umambo kuIsiraeri?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka, vakati vaungana pamwe chete, vakamubvunza vakati, “Ishe, mava kuzodzosera ushe kuvaIsraeri panguva ino here?” Viz kapitola |