Mabasa 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Mushure mokutambudzika kwake akazviratidza kwavari kuti mupenyu nezvinhu zvakawanda zvinoita kuti munhu abvume kuti ichokwadi sezvizvi zvinoti: kuzviratidza kwavari kwamazuva makumi mana uye kutaura nezvoumambo hwaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋaakaɀiratidza ʋo kwaʋari neɀiratidzo ɀizhinji, ari mupenyu, shure kwokutambudzika kwake, aciʋonekwa naʋo mazuʋa anamakumi manna, acitaura ɀinhu ɀoʋushe bgaMŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akazviratidzawo kwavari nezviratidzo zvizhinji, ari mupenyu, shure kwokutambudzika kwake, achionekwa navo mazuva ana makumi mana, achitaura zvoushe hwaMwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mushure mokutambudzika kwake akazviratidza kwavari kuti mupenyu nezvinhu zvakawanda zvinoita kuti munhu abvume kuti ichokwadi sezvizvi zvinoti: kuzviratidza kwavari kwamazuva makumi mana uye kutaura nezvoumambo hwaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mushure mokutambudzika kwake, akazviratidza kuvarume ava uye akaratidza zviratidzo zvakasimba zvizhinji zvokuti akanga ari mupenyu. Akaonekwa navo mazuva anopfuura makumi mana uye akataura nezvoumambo hwaMwari. Viz kapitola |