Mabasa 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 nokuti zvakanyorwa mubhuku reNziyo kuti, “Musha wake ngauve dongo usawane anogaramo. Basa rake routariri ngaritorwe nomumwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti mubuku yaMapisarema makanyorwa, ɀicinzi: Musha wake ŋgauitwe ɗoŋgo, Kurege kuʋa nomunhu unogara’mo; ʋuye: Mumŋe ŋgaapinde paʋutariri bgake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Nokuti mubhuku raMapisarema makanyorwa, zvichinzi, ‘Musha wake ngauitwe dongo, Kurege kuva nomunhu anogaramo;’ ‘Uye mumwe ngaapinde pautariri hwake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti zvakanyorwa mubhuku reNziyo kuti, “Musha wake ngauve dongo usawane anogaramo. Basa rake routariri ngaritorwe nomumwe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Petro akati, “Nokuti kwakanyorwa mubhuku raMapisarema kuti, “ ‘Musha wake ngauve dongo; ngakurege kuva nomunhu anogaramo,’ uye kuti, “ ‘Mumwe ngaatore nzvimbo yake youtungamiri.’ Viz kapitola |