Online Bible

- Reklamy -

Judasi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kunyange Mikaeri mutumwa mukuru paaikakavadzana naDhiabhori, pavaiitirana nharo kuti ndiani achatora chitunha chaMosesi, haana kutaura namazwi okushora achimupa mhosva asi akati, “Tenzi ndiye achakupa mhosva.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Asi Mikaeri, mutumŋa mukuru, ŋguʋa yaakarwa naDiaborosi, akaita nharo naye pamsoro ʋomuʋiri waMosesi, wakatya kumupa mhoȿa namashoko okutuka, asi wakati: Ishe ŋgaakuraire.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Asi Mikaeri, mutumwa mukuru, nguva yaakarwa naDhiabhori, akaita nharo naye pamusoro pomuviri waMosesi, akatya kumupa mhosva namashoko okutuka, asi akati, “Ishe ngaakurayire.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kunyange Mikaeri mutumwa mukuru paaikakavadzana naDhiabhori, pavaiitirana nharo kuti ndiani achatora chitunha chaMosesi, haana kutaura namazwi okushora achimupa mhosva asi akati, “Tenzi ndiye achakupa mhosva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi kunyange Mikaeri mutumwa mukuru, paakanga achirwa nadhiabhori pamusoro pomuviri waMozisi, haana kutsunga kutaura mashoko okutuka nokumupomera mhosva, asi akati, “Ishe ngaakutuke!”

Viz kapitola kopírovat

Judasi 1:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy