Judasi 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino kunaiye unogona kukuceŋgetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubginya kwake musinacamuŋgapomerwa, mucifara kwaɀo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino kuna iye anogona kukuchengetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamungapomerwa, muchifara kwazvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kuna iye anogona kukuchengetai kuti murege kugumburwa uye anokuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamunopomerwa, uye nomufaro mukuru, Viz kapitola |