Online Bible

- Reklamy -




Judasi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 kuzotonga vanhu vose nokuzopa mhosva vasiri vatendi vaMwari, mhosva yezviito zvavo zvose zvisina Mwari zvavakaita namaitiro asina Mwari nemhosva dzose dzehasha dzaiitwa kwaari navasiri vatendi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 kuti atoŋge ʋose, nokuroʋa ʋose ʋasiŋgaɗi Mŋari pamsoro pamaɓasa aʋo ose okusaɗa Mŋari, aʋakaita nokusaɗa kwaʋo Mŋari, napamsoro pamashoko ose makukutu akataurwa naʋatadzi ʋasiŋgaɗi Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 kuti atonge vose, nokurova vose vasingadi Mwari pamusoro pamabasa avo ose okusada Mwari, avakaita nokusada kwavo Mwari, napamusoro pamashoko ose makukutu akataurwa navatadzi vasingadi Mwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 kuzotonga vanhu vose nokuzopa mhosva vasiri vatendi vaMwari, mhosva yezviito zvavo zvose zvisina Mwari zvavakaita namaitiro asina Mwari nemhosva dzose dzehasha dzaiitwa kwaari navasiri vatendi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 kuti azotonga vanhu vose, uye abate nemhosva vose vasina umwari pamusoro pamabasa ose asina umwari avakaita nenzira isina umwari, uye namashoko okutuka akataurwa navanhu vasina umwari pamusoro pake.”

Viz kapitola kopírovat




Judasi 1:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy