Judasi 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Hameno zvavo! Vakatevera gwara raKaini vakazvipinza mukukanganisa kwaBhiriamu pamusana pokuda kuzvipfumisa vachizoparadzwa mukupanduka kwaKora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋanenhamo, nokuti ʋakafamba nenzira yaKaini, ʋakapeŋgera kukutsauka kwaBarami nokuɗa kwomuɓairo, ʋakaparadzwa nokukakaʋara kwaKora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vane nhamo, nokuti vakafamba nenzira yaKaini, vakapengera kutsauka kwaBharami nokuda kwomubayiro, vakaparadzwa nokukakavara kwaKora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hameno zvavo! Vakatevera gwara raKaini vakazvipinza mukukanganisa kwaBhiriamu pamusana pokuda kuzvipfumisa vachizoparadzwa mukupanduka kwaKora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vane nhamo! Vakasarudza nzira yaKaini; vakamhanyira mubayiro wokutsauka kwaBharamu; vakaparadzwa mukupanduka kwaKora. Viz kapitola |