Online Bible

- Reklamy -




Joshua 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Vakati kwaari, “Isu varanda venyu tabva kunyika iri kure kure. Chatisvitsa kuno izita raTenzi Mwari wenyu nokuti, takanzwa nezvomukurumbira wake nezvose zvaakaita kuIjipiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋakati: Ʋaranda ʋenyu ʋabva kunyika iri kure‐kure, nokuɗa kwezita raJehova Mŋari wenyu, nokuti takanzwa mukurumbira wake neɀose ɀaakaita Egipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Vakati, “Varanda venyu vabva kunyika iri kure‐kure, nokuda kwezita raJehovha Mwari wenyu, nokuti takanzwa mukurumbira wake nezvose zvaakaita Ijipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Vakati kwaari, “Isu varanda venyu tabva kunyika iri kure kure. Chatisvitsa kuno izita raTenzi Mwari wenyu nokuti, takanzwa nezvomukurumbira wake nezvose zvaakaita kuIjipiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ivo vakati kwaari, “Varanda venyu vabva kunyika iri kure kure nokuda kwomukurumbira waJehovha Mwari wenyu. Nokuti takanzwa nezvake: zvose zvaakaita muIjipiti,

Viz kapitola kopírovat




Joshua 9:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy