Joshua 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi varume vechiIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Ko zvimwe mungadaro muri vanhu vagere pakati pedu, tingagoita sei chitenderano nemi pakadaro?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋarume ʋaIsraeri ʋakati kuʋaHivi: Ɀimŋe mugere pakati peɗu; tiŋgaita suŋgano nemi seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Varume vaIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Zvimwe mugere pakati pedu; tingaita sungano nemi seiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi varume vechiIsiraeri vakati kuvaHivhi, “Ko zvimwe mungadaro muri vanhu vagere pakati pedu, tingagoita sei chitenderano nemi pakadaro?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino varume veIsraeri vakati kuvaHivhi, “Asi zvichida munogara pedyo nesu. Tingagoita sungano nemi sei?” Viz kapitola |