Online Bible

- Reklamy -




Joshua 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Vakaenda kuna Joshuwa pamatendhe kuGirigari, vakataurira iye navaIsiraeri vachiti, “Tabva kunyika iri kure kwazvo. Zvino tinokumbirawo kuti muite chitenderano nesu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ʋakaenda kunaJoshua kumisasa paGirgari, ʋakati kwaari nokuʋarume ʋaIsraeri: Tinobva kunyika iri kure; naiɀoɀo itai suŋgano nesu ɀino.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Vakaenda kuna Joshua kumisasa paGirigari, vakati kwaari nokuvarume vaIsiraeri, “Tinobva kunyika iri kure; naizvozvo itai sungano nesu zvino.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vakaenda kuna Joshuwa pamatendhe kuGirigari, vakataurira iye navaIsiraeri vachiti, “Tabva kunyika iri kure kwazvo. Zvino tinokumbirawo kuti muite chitenderano nesu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo vakaenda kuna Joshua mumusasa paGirigari ndokubva vati kwaari nokuvarume veIsraeri, “Tabva kunyika iri kure; zvino itai sungano nesu.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 9:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy