Joshua 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi vanhu veGibheoni pavakanzwa zvakaitwa naJoshuwa kuguta reJeriko nereAi naivowo vakaita zvounyengedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi ʋanhu ʋeGibeoni ʋakati ʋacinzwa ɀakaŋga ɀaitirwa Jeriko neAi naJoshua, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Asi vanhu veGibheoni vakati vachinzwa zvakanga zvaitirwa Jeriko neAi naJoshua, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi vanhu veGibheoni pavakanzwa zvakaitwa naJoshuwa kuguta reJeriko nereAi naivowo vakaita zvounyengedzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi vanhu veGibheoni pavakanzwa zvakanga zvaitwa Jeriko neAi naJoshua, Viz kapitola |