Joshua 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Zvino isu tiri mumaoko enyu. Itai zvenyu nesu zvamunoona kuti ndizvo zvakanaka zvakakodzera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino tarirai, tiri pamaʋoko enyu, itai nesu seɀamunoti ndiɀo ɀakanaka neɀakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino tarirai, tiri pamaoko enyu, itai nesu sezvamunoti ndizvo zvakanaka nezvakarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Zvino isu tiri mumaoko enyu. Itai zvenyu nesu zvamunoona kuti ndizvo zvakanaka zvakakodzera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvino tava mumaoko enyu. Itai kwatiri chero zvamunoona zvakanaka uye zvakarurama.” Viz kapitola |