Joshua 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvatichaita kwavari ndezvizvi, tichavarega zvedu vari vapenyu kuti tirege zvedu kuvirukirwa nehasha pamusana pemhiko yatakapika kwavari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ticaʋaitira cinhu ici, ticaʋarega ʋari ʋapenyu, kuti tirege kuwirwa nokutsamŋa kwaMŋari nokuɗa kwokupika, kwatakapika kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Tichavaitira chinhu ichi, tichavarega vari vapenyu, kuti tirege kuwirwa nokutsamwa kwaMwari nokuda kwokupika, kwatakapika kwavari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvatichaita kwavari ndezvizvi, tichavarega zvedu vari vapenyu kuti tirege zvedu kuvirukirwa nehasha pamusana pemhiko yatakapika kwavari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Izvi ndizvo zvatichaita kwavari: Tichavarega vari vapenyu, kuitira kuti kutsamwa kwaMwari kurege kutiwira nokuda kwokuputsa mhiko yatakapika kwavari.” Viz kapitola |