Online Bible

- Reklamy -

Joshua 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Tarisai muone chingwa chedu chembuva. Izvozvi musi watakasimuka tichiuya kwamuri, chakanga chichitopisa patakachitora mumba. Asi iye zvino chionai chaoma kuti papata, chatova nechiundudzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀiŋgwa iɀo ɀembuʋa yeɗu takaɀitora ɀicakapisa mudzimba dzeɗu musi watakaɓuɗa, ticiʋuya kwamuri; asi ɀino tarirai, ɀawoma, ɀavuva.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvingwa izvo zvembuva yedu takazvitora zvichakapisa mudzimba dzedu musi watakabuda, tichiuya kwamuri; asi zvino tarirai, zvaoma, zvavhuvha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Tarisai muone chingwa chedu chembuva. Izvozvi musi watakasimuka tichiuya kwamuri, chakanga chichitopisa patakachitora mumba. Asi iye zvino chionai chaoma kuti papata, chatova nechiundudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zvingwa zvedu izvi zvakanga zvichidziya patakazvitora mudzimba dzedu zuva ratakasimuka tichiuya kuno. Asi zvino chionai kuoma nokuvhuvha kwazvaita.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 9:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy