Joshua 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Naizvozvo vakuru vakuru vedu navanhu vose vomunyika medu vakatiti, ‘Torai mbuva mupinde munzira mundochingudzana navo, muvati, tiri varanda venyu, tiri kukumbirawo kuti tiite chitenderano nemi.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakuru ʋeɗu naʋanhu ʋose ʋenyika yeɗu ʋakataura nesu, ʋakati: Torai mbuʋa yenzira mumaʋoko enyu, mundosoŋgana naʋo, muti kwaʋari: Tiri ʋaranda ʋenyu; ɀino itai suŋgano nesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vakuru vedu navanhu vose venyika yedu vakataura nesu, vakati, ‘Torai mbuva yenzira mumaoko enyu, mundosangana navo,’ muti kwavari, ‘Tiri varanda venyu; zvino itai sungano nesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Naizvozvo vakuru vakuru vedu navanhu vose vomunyika medu vakatiti, ‘Torai mbuva mupinde munzira mundochingudzana navo, muvati, tiri varanda venyu, tiri kukumbirawo kuti tiite chitenderano nemi.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino vakuru vedu navagari vose vomunyika yedu vakati kwatiri, ‘Torai mbuva yerwendo rwenyu; muende munosangana navo muti kwavari, “Tiri varanda venyu; itai sungano nesu.” ’ Viz kapitola |