Online Bible

- Reklamy -




Joshua 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Joshuwa paakangosimudza ruoko rwake, vaya vakanga vakahwandira, vakabva vasimuka pavakanga vari nokukurumidza. Vakamhanya, vakapinda muguta, rikabva rava mumaoko avo, vakachimbidza kuripisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 ipapo ʋaʋandiri ʋakakurumidza kusimuka paʋakaŋga ʋagere, ʋakamhanya pakarepo pakutambanudza kwake ruʋoko rwake, ʋakapinda muguta, ʋakarikunda; ʋakakurumidza kupisa guta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 ipapo vavandiri vakakurumidza kusimuka pavakanga vagere, vakamhanya pakarepo pakutambanudza kwake ruoko rwake, vakapinda muguta, vakarikunda; vakakurumidza kupisa guta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Joshuwa paakangosimudza ruoko rwake, vaya vakanga vakahwandira, vakabva vasimuka pavakanga vari nokukurumidza. Vakamhanya, vakapinda muguta, rikabva rava mumaoko avo, vakachimbidza kuripisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Akati achangoita izvi varume vaiva vakavandira vakasimuka kubva panzvimbo dzavo nokukurumidza vakamhanya vachienda mberi. Vakapinda muguta vakaripamba ndokukurumidza kuritungidza nomoto.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 8:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy