Joshua 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Hakuna murume akasara ari muguta reAi kana muBhetiere asina kundodzingirira vaIsiraeri. Vakasiya guta iri rakashama vachitandanisa vaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kwakaŋga kusinomunhu wakasara paAi neBeteri, asina‐kuɓuɗa kundoteʋera Israeri; ʋakasiya guta rakashama, ʋakateʋera Israeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kwakanga kusina munhu wakasara paAi neBheteri, asina kubuda kundotevera Isiraeri; vakasiya guta rakashama, vakatevera Isiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Hakuna murume akasara ari muguta reAi kana muBhetiere asina kundodzingirira vaIsiraeri. Vakasiya guta iri rakashama vachitandanisa vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Hapana murume kana mumwe akasara muAi kana muBheteri asina kudzingirira vaIsraeri. Vakasiya guta rakashama vakadzingirira vaIsraeri. Viz kapitola |