Online Bible

- Reklamy -




Joshua 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vanhu vose vaiva muguta iri vakakokorodzwa kuti vavadzingirire. Vachidzingirira Joshuwa kudaro vakatenge vachikwezverwa kure neguta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari muguta ʋakakokwa kundoʋateʋera; ʋakateʋera Joshua, ʋakanyeŋgerwa kure neguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ipapo vanhu vose vakanga vari muguta vakakokwa kundovatevera; vakatevera Joshua, vakanyengerwa kure neguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vanhu vose vaiva muguta iri vakakokorodzwa kuti vavadzingirire. Vachidzingirira Joshuwa kudaro vakatenge vachikwezverwa kure neguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Varume vose veAi vakadaidzwa kuti vavadzingirire, uye vakadzingirira Joshua vachibva vakwezvwa kubva kuguta.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 8:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy