Joshua 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Saka vakaronga varwi, vakaisa boka ravo guru nechokuchamhembe kweguta iroro, rimwe boka ravo reshure kumadokero kweguta iroro. Asi usiku ihwohwo Joshuwa akarara ari munhika muya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiɀoɀo ʋakaraira ʋanhu, iyo hondo yose yaiʋa kurutiʋi rwokumsoro rweguta, naʋaiʋanda kurutiʋi rwamaʋirazuʋa rweguta; asi Joshua wakaenda ʋusiku ubgo pakati pomupata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Naizvozvo vakaraira vanhu, iyo hondo yose yaiva kurutivi rwokumusoro rweguta, navaivanda kurutivi rwamavirazuva rweguta; asi Joshua wakaenda usiku uhwo pakati pomupata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Saka vakaronga varwi, vakaisa boka ravo guru nechokuchamhembe kweguta iroro, rimwe boka ravo reshure kumadokero kweguta iroro. Asi usiku ihwohwo Joshuwa akarara ari munhika muya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakarayira varwi kuti vatore nzvimbo dzavo, vose vaiva mumusasa nechokumusoro kweguta navakanga vakavandira kumavirazuva kwaro. Usiku ihwohwo Joshua akapinda mumupata. Viz kapitola |