Online Bible

- Reklamy -




Joshua 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Joshuwa akafumomuka akaunganidza vanhu vachibva vakwira kuenda kuAi, iye navakuru vakuru vavaIsiraeri vakatungamira pamberi pavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino Joshua akamuka maŋgwanani, akaʋuŋganidza ʋanhu, akakwira iye naʋakuru ʋaIsraeri, ʋakatuŋgamirira ʋanhu kuenda Ai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino Joshua akamuka mangwanani, akaunganidza vanhu, akakwira iye navakuru vaIsiraeri, vakatungamirira vanhu kuenda Ai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Joshuwa akafumomuka akaunganidza vanhu vachibva vakwira kuenda kuAi, iye navakuru vakuru vavaIsiraeri vakatungamira pamberi pavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Mangwana mangwanani Joshua akaronga vanhu, uye iye navatungamiri veIsraeri vakafamba pamberi pavo vachienda kuAi.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 8:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy