Joshua 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakazviburitsa mukati metendhe imomo, vakaenda nazvo kwaiva naJoshuwa navaIsiraeri vose, vakazviti ware ware pasi pana Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋakaɀibvisa mutente, ʋakaɀiisa kunaJoshua, nokuʋana ʋaIsraeri ʋose, ʋakaɀiisa pasi pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vakazvibvisa mutende, vakazviisa kuna Joshua, nokuvana vaIsiraeri vose, vakazviisa pasi pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakazviburitsa mukati metendhe imomo, vakaenda nazvo kwaiva naJoshuwa navaIsiraeri vose, vakazviti ware ware pasi pana Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakazvibvisa mutende, vakauya nazvo kuna Joshua nokuvaIsraeri vose, vakazviwadzira pamberi paJehovha. Viz kapitola |