Joshua 7:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Akani akapindura Joshuwa achiti, “Chokwadi ndakatadzira Tenzi Mwari wavaIsiraeri. Zvandakaita ndezvizvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ipapo Akani akapindura Joshua, akati: Ɀirokwaɀo, ndakatadzira Jehova Mŋari waIsraeri, ndakaita ɀokuti neɀokuti; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ipapo Akani akapindura Joshua, akati, “Zvirokwazvo, ndakatadzira Jehovha Mwari waIsiraeri, ndakaita zvokuti nezvokuti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akani akapindura Joshuwa achiti, “Chokwadi ndakatadzira Tenzi Mwari wavaIsiraeri. Zvandakaita ndezvizvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akani akapindura achiti, “Ichokwadi! Ndakatadzira Jehovha, Mwari waIsraeri. Izvi ndizvo zvandakaita: Viz kapitola |