Joshua 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Joshuwa akatuma vamwe varume vachibva kuJeriko kuenda kuAi, guta riri pedyo neBhetihavheni nechokumabvazuva kweBheteri, akavati, “Kwirai uku mundosora nyika.” Varume ivavo vakakwira ikoko, vakasora guta reAi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Joshua akatuma ʋarume ʋabve Jeriko ʋaende Ai, guta riri parutiʋi rweBeti‐aveni, kumabvazuʋa eBeteri, akataura naʋo, akati: Kwirai, mundoshora nyika. Ʋarume ʋakakwira, ʋakandoshora Ai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Joshua akatuma varume vabve Jeriko vaende Ai, guta riri parutivi rweBheti‐avheni, kumabvazuva eBheteri, akataura navo, akati, “Kwirai, mundoshora nyika.” Varume vakakwira, vakandoshora Ai, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Joshuwa akatuma vamwe varume vachibva kuJeriko kuenda kuAi, guta riri pedyo neBhetihavheni nechokumabvazuva kweBheteri, akavati, “Kwirai uku mundosora nyika.” Varume ivavo vakakwira ikoko, vakasora guta reAi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino Joshua akatuma vanhu kubva kuJeriko kuenda kuAi, iri pedyo neBheti Avheni kumabudazuva kweBheteri, akavaudza kuti, “Endai munosora nzvimbo iyi.” Naizvozvo varume vakaenda vakanosora Ai. Viz kapitola |