Joshua 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Joshuwa akati kuna Akani, “Mwanangu pano apaka, chiremekedza Tenzi, Mwari wavaIsiraeri umurumbidze, ureurure kwandiri zvawakaita usandivanzire.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Joshua akati kunaAkani: Mŋana waŋgu, cikudza Jehova Mŋari waIsraeri, uɀireʋurure kwaari; ndiʋudze ɀino ɀawakaita, usandiʋanzira iɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Joshua akati kuna Akani, “Mwana wangu, chikudza Jehovha Mwari waIsiraeri, uzvireurure kwaari; ndiudze zvino zvawakaita, usandivanzira izvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Joshuwa akati kuna Akani, “Mwanangu pano apaka, chiremekedza Tenzi, Mwari wavaIsiraeri umurumbidze, ureurure kwandiri zvawakaita usandivanzire.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo akati kuna Akani, “Mwanakomana wangu, ipa mbiri kuna Jehovha, Mwari waIsraeri, ureurure kwaari. Ndiudze kuti chii chawaita; usandivanzira.” Viz kapitola |