Joshua 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Akapinza mudariro vemba yake iyeyu vachiteverana munhu nomunhu kukabatwa Akani mwanakomana waKarumi, mwanakomana waZera wedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀino akasweɗedza mhuri yake, murume mumŋe nomumŋe, Akani mŋanakomana waKarmi, mŋanakomana waZabdi, mŋanakomana waZera, worudzi rwaJuda akaɓatwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 zvino akaswededza mhuri yake, murume mumwe nomumwe, Akani mwanakomana waKarimi, mwanakomana waZabhedhi, mwanakomana waZera, worudzi rwaJudha akabatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akapinza mudariro vemba yake iyeyu vachiteverana munhu nomunhu kukabatwa Akani mwanakomana waKarumi, mwanakomana waZera wedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Joshua akauyisa mhuri yake munhu nomunhu, uye Akani mwanakomana waKami, mwanakomana waZimiri, mwanakomana waZera, worudzi rwaJudha, akabatwa. Viz kapitola |