Joshua 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Akapinza dzinza rokwaJudha mudariro, kukabatwa vemhuri yokwaZera. Akapinza vemhuri yokwaZera mudariro, vachiteverana munhu nomunhu kukabatwa vemba yokwaZabhudhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 ɀino akasweɗedza dzimba dzaJuda, imba yaZera ikaɓatwa; ɀino akasweɗedza murume mumŋe nomumŋe weimba yaʋaZera, Zabdi akaɓatwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 zvino akaswededza dzimba dzaJudha, imba yaZera ikabatwa; zvino akaswededza murume mumwe nomumwe weimba yavaZera, Zabhedhi akabatwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akapinza dzinza rokwaJudha mudariro, kukabatwa vemhuri yokwaZera. Akapinza vemhuri yokwaZera mudariro, vachiteverana munhu nomunhu kukabatwa vemba yokwaZabhudhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Dzimba dzokwaJudha dzakauya mberi imba yavaZera ikabatwa. Akauyisa imba yavaZera nemhuri dzayo, Zimiri akabatwa. Viz kapitola |