Joshua 7:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Joshuwa akamuka rungwanangwana akati vaIsiraeri vauye mberi dzinza nedzinza, ndokubva kwabatwa dzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naiɀoɀo Joshua wakamuka maŋgwanani, akaswededza ʋaIsraeri namarudzi aʋo; rudzi rwaJuda ndokuɓatwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Naizvozvo Joshua wakamuka mangwanani, akaswededza vaIsiraeri namarudzi avo; rudzi rwaJudha ndokubatwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Joshuwa akamuka rungwanangwana akati vaIsiraeri vauye mberi dzinza nedzinza, ndokubva kwabatwa dzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mangwana mangwanani Joshua akati vaIsraeri vauye rudzi norudzi; rudzi rwaJudha rukabatwa. Viz kapitola |