Joshua 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 VaIsiraeri vaita chitadzo, vatyora chitenderano changu navo, nokutora kwavaita zvimwe zvinhu zvakashorwa kuti zviparadzwe. Vaba, vakareva nhema, vakabatanidza zvavo zvinhu izvozvo nezvinhu zvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ƲaIsraeri ʋatadza, ʋaɗarika suŋgano yaŋgu yandakaʋaraira; ʋatora cinhu cakayeriswa, ʋaɓa ʋo, nokunyeŋgera, nokuciʋiga pakati penhumbi dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 VaIsiraeri vatadza, vadarika sungano yangu yandakavaraira; vatora chinhu chakayeriswa, babavo, nokunyengera, nokuchiviga pakati penhumbi dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 VaIsiraeri vaita chitadzo, vatyora chitenderano changu navo, nokutora kwavaita zvimwe zvinhu zvakashorwa kuti zviparadzwe. Vaba, vakareva nhema, vakabatanidza zvavo zvinhu izvozvo nezvinhu zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 VaIsraeri vatadza; vadarika sungano yangu, yandakavarayira kuti vaichengete. Vatora zvimwe zvezvinhu zvakatukwa; vaba, vanyepa, vazvivhenganisa nezvinhu zvavo. Viz kapitola |