Joshua 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Ipapa izotaurira vana venyu kuti, ‘VaIsiraeri vakayambuka Jorodhani urwu napakaoma.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Imi munofanira kuziʋisa ʋana ʋenyu, muciti: Israeri ʋakayambuka Joridani urwu ʋacitsika pasi pakawoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Imi munofanira kuzivisa vana venyu, muchiti, ‘Isiraeri vakayambuka Jorodhani urwu vachitsika pasi pakaoma.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ipapa izotaurira vana venyu kuti, ‘VaIsiraeri vakayambuka Jorodhani urwu napakaoma.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 muvataurire kuti, ‘Israeri yakayambuka Jorodhani pavhu rakaoma.’ Viz kapitola |