Joshua 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Kwakayambuka zviuru zvinenge makumi mana zvavanhu vakanga vakapakata zvombo zvehondo pana Tenzi vakandosvika kumapani eJeriko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋaneŋge ʋaneɀuru ɀinamakumi manna, ʋakaŋga ʋakashoŋga nhumbi dzokurwa, ndiʋo ʋakayambuka pamberi paJehova, ʋakaenda kumapani eJeriko kundorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Vanenge vane zviuru zvina makumi mana, vakanga vakashonga nhumbi dzokurwa, ndivo vakayambuka pamberi paJehovha, vakaenda kumapani eJeriko kundorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakayambuka zviuru zvinenge makumi mana zvavanhu vakanga vakapakata zvombo zvehondo pana Tenzi vakandosvika kumapani eJeriko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vanenge zviuru makumi mana vakanga vakatakura zvombo zvokurwa nazvo, vakayambukira mhiri pamberi paJehovha vakaenda kumapani eJeriko kundorwa. Viz kapitola |