Joshua 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Vedzinza rokwaRubheni nevokwaGadhi nechikamu chapakati napakati chevedzinza rokwaManase vakayambuka vakapakata zvombo zvehondo vari mberi kwavaIsiraeri, sokuudzwa kwavakanga vaitwa naMosesi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Naʋana ʋaRubeni, naʋana ʋaGadi, nehafu yorudzi rwaManase, ʋakayambuka pamberi paʋanhu, ʋakashoŋga nhumbi dzokurwa, seɀaʋakaʋudzwa naMosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Navana vaRubheni, navana vaGadhi, nehafu yorudzi rwaManase, vakayambuka pamberi pavanhu, vakashonga nhumbi dzokurwa, sezvavakaudzwa naMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vedzinza rokwaRubheni nevokwaGadhi nechikamu chapakati napakati chevedzinza rokwaManase vakayambuka vakapakata zvombo zvehondo vari mberi kwavaIsiraeri, sokuudzwa kwavakanga vaitwa naMosesi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Varume vokwaRubheni nevokwaGadhi nehafu yorudzi rwaManase vakayambuka, vakatakura zvombo zvokurwa nazvo, pamberi pavaIsraeri, sokurayirwa kwavakanga vaitwa naMozisi. Viz kapitola |