Joshua 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Kuzoti vanhu vose vapedza kuyambuka, vapristi vakayambukawo nebhokisi rechitenderano vanhu vachiona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakati ʋapedza kuyambuka, areka yaJehova ikayambuka ʋo, naʋaprista pamberi paʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vanhu vose vakati vapedza kuyambuka, areka yaJehovha ikayambukawo, navapristi pamberi payanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kuzoti vanhu vose vapedza kuyambuka, vapristi vakayambukawo nebhokisi rechitenderano vanhu vachiona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye vose vachangoyambuka, areka yaJehovha navaprista vakayambukawo vanhu vakavatarisa. Viz kapitola |