Joshua 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti vapristi vainge vakatakura bhokisi rechitenderano vakaramba vamire pakati paJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naTenzi kuti ataurire vanhu zvapera kuitwa, maererano nezvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naMosesi. Vanhu vakaita chipitipiti kuyambuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti ʋaprista ʋakaŋga ʋakatakura areka ʋakamira mukati maJoridani kuȿikira ɀose ɀapera ɀakaŋga ɀarairwa Joshua naJehova, kuti aɀiʋudze ʋanhu, ɀose ɀakaŋga ɀarairwa Joshua naMosesi; ʋanhu ʋakakurumidza kuyambuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti vapristi vakanga vakatakura areka vakamira mukati maJorodhani kusvikira zvose zvapera zvakanga zvarairwa Joshua naJehovha, kuti azviudze vanhu, zvose zvakanga zvarairwa Joshua naMosesi; vanhu vakakurumidza kuyambuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti vapristi vainge vakatakura bhokisi rechitenderano vakaramba vamire pakati paJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naTenzi kuti ataurire vanhu zvapera kuitwa, maererano nezvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naMosesi. Vanhu vakaita chipitipiti kuyambuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vaprista vakanga vakatakura areka vakaramba vakamira pakati peJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvarayirwa Joshua naJehovha zvaitwa navanhu, sokurayirwa kwakanga kwaitwa Joshua naMozisi. Vanhu vakakurumidza kuyambuka Viz kapitola |