Joshua 24:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakachema kuna Tenzi kuti avabatsire, akabva aisa rima rakati ndo-o pakati penyu navaIjipiti. Akaunza gungwa akavafushira naro. Imi nameso enyu makaona zvandakaita kuIjipiti. Makazogara murenje kwenguva ndefu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ŋguʋa yaʋakacema kunaJehova, akaisa rima pakati penyu naʋaEgipita, akaʋuyisa guŋgwa pamsoro paʋo, akaʋafukidza; meso enyu akaʋona ɀandakaita paEgipita, mukagara mureŋje mazuʋa mazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino nguva yavakachema kuna Jehovha, akaisa rima pakati penyu navaIjipiti, akauyisa gungwa pamusoro pavo, akavafukidza; meso enyu akaona zvandakaita paIjipiti, mukagara murenje mazuva mazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakachema kuna Tenzi kuti avabatsire, akabva aisa rima rakati ndo-o pakati penyu navaIjipiti. Akaunza gungwa akavafushira naro. Imi nameso enyu makaona zvandakaita kuIjipiti. Makazogara murenje kwenguva ndefu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi ivo vakachema kuna Jehovha, akaisa rima pakati penyu navaIjipita; akauyisa gungwa pamusoro pavo rikavafukidza. Makaona nameso enyu chaiwo zvandakaita kuvaIjipita. Ipapo makagara murenje kwenguva refu. Viz kapitola |