Online Bible

- Reklamy -




Joshua 24:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Isaki ndikamupawo Jakobho naEsau. Ndakapa nyika yeSeiri yamakomo kuna Esau kuti ive yake, asi Jakobho navana vake vakadzika kuIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndikapa Isaka Jakobo naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, riʋe rake; Jakobo naʋana ʋake ʋakaɓurukira Egipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ndikapa Isaka Jakobho naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, rive rake; Jakobho navana vake vakaburukira Ijipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Isaki ndikamupawo Jakobho naEsau. Ndakapa nyika yeSeiri yamakomo kuna Esau kuti ive yake, asi Jakobho navana vake vakadzika kuIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 uye kuna Isaka ndakapa Jakobho naEsau. Ndakapa Esau nyika yezvikomo yeSeiri, asi Jakobho navanakomana vake vakaenda kuIjipiti.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 24:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy