Joshua 24:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndakazotora tateguru wenyu Abhurahamu kumhiri kwerwizi ndikamufambisa nenyika yose yeKanani ndikamupa vana vakawanda. Ndakamupa Isaki, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ini ndikatora ɓaɓa ʋenyu Abrahama mhiri kwoRwizi, ndikamufambisa panyika yose yeKanani, ndikawanza ʋana ʋake, ndikamupa Isaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ini ndikatora baba venyu Abhurahamu mhiri kwoRwizi, ndikamufambisa panyika yose yeKenani, ndikawanza vana vake, ndikamupa Isaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndakazotora tateguru wenyu Abhurahamu kumhiri kwerwizi ndikamufambisa nenyika yose yeKanani ndikamupa vana vakawanda. Ndakamupa Isaki, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi ndakatora baba wenyu Abhurahama kubva kunyika iri mhiri kweRwizi ndikamufambisa munyika yose yeKenani ndikamupa vana vazhinji. Ndakamupa Isaka, Viz kapitola |