Joshua 23:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndinodariro kuti murege kufambidzana nokudyidzana namarudzi akasara kuno ari mukati menyu modoma mazita avamwari vavo kana kupika navo kana kuvanamata kana kuvapfugamira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 kuti murege kuveŋgana nendudzi idzo dzakasara pakati penyu, kana kureʋa mazita aʋamŋari ʋaʋo, kana kupikisa naʋo, kana kuʋashumira, kana kuʋafugamira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 kuti murege kuvhengana nendudzi idzo dzakasara pakati penyu, kana kureva mazita avamwari vavo, kana kupikisa navo, kana kuvashumira, kana kuvapfugamira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndinodariro kuti murege kufambidzana nokudyidzana namarudzi akasara kuno ari mukati menyu modoma mazita avamwari vavo kana kupika navo kana kuvanamata kana kuvapfugamira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Musafambidzana nendudzi dzakasara pakati penyu, kana kudana kumazita avamwari vavo, kana kupika navo. Hamufaniri kuvashumira, kana kuvapfugamira. Viz kapitola |