Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Hamuna kana kumbosiyana zvenyu nehama dzenyu nguva yose iyi yanga yakareba kudai kusvikira nhasi uno, asi kutoti manga muchinyatsochengeta zvamakaudzwa naTenzi, Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 hamuna‐kusiya hama dzenyu mazuʋa awa mazhinji kuȿikira nhasi, asi makaita cireʋo camakarairwa naJehova Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 hamuna kusiya hama dzenyu mazuva awa mazhinji kusvikira nhasi, asi makaita chirevo chamakarairwa naJehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Hamuna kana kumbosiyana zvenyu nehama dzenyu nguva yose iyi yanga yakareba kudai kusvikira nhasi uno, asi kutoti manga muchinyatsochengeta zvamakaudzwa naTenzi, Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kwenguva refu, kusvikira nhasi, hamuna kurasa hama dzenyu, asi makaita zvamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy