Joshua 22:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 “Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari! Iye Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari. Ndiye anoziva navaIsiraeri pachavo ngavazivewo kana izvozvi takazviita noumhandupandu kana kuti nokusatendeka kuna Tenzi musatirege tiri vapenyu nhasi uno. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋari, iye Mŋari Jehova, Mŋari, iye Mŋari Jehova, iye unoziʋa, naIsraeri ʋacaziʋa; kana takamukira Jehova, kana kumuɗarikira, (musatiponesa nhasi,) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Mwari, iye Mwari Jehovha, Mwari, iye Mwari Jehovha, iye unoziva, naIsiraeri vachaziva; kana takamukira Jehovha, kana kumudarikira, (musatiponesa nhasi,) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari! Iye Tenzi, Samasimbaose, ndiye Mwari. Ndiye anoziva navaIsiraeri pachavo ngavazivewo kana izvozvi takazviita noumhandupandu kana kuti nokusatendeka kuna Tenzi musatirege tiri vapenyu nhasi uno. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Iye Oga Wamasimba, Mwari, Jehovha! Iye Oga Wamasimba, Mwari, Jehovha! Anoziva! Uye Israeri ngaizive! Kana izvi kwanga kuri kumukira kana kusateerera Jehovha, musatiponesa nhasi. Viz kapitola |