Joshua 20:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana uya ane basa rokutsividza ropa romushakabvu akamuronda, havafanire kuisa nyakuuraya mumwe mumaoko ake nokuti akauraya mumwe wake mukusaziva asina kumbenge achivengana naye kare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino kana mutsiʋi weropa aciŋge amuteʋera, haʋafaniri kuisa muʋurayi paruʋoko rwake, nokuti wakaʋuraya wokwake asiŋgaiti nobgoni, asina‐kumuʋeŋga kare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino kana mutsivi weropa achinge amutevera, haafaniri kuisa muurayi paruoko rwake, nokuti wakauraya wokwake asingaiti nobwoni, asina kumuvenga kare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana uya ane basa rokutsividza ropa romushakabvu akamuronda, havafanire kuisa nyakuuraya mumwe mumaoko ake nokuti akauraya mumwe wake mukusaziva asina kumbenge achivengana naye kare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo kana mutsivi weropa akamutevera, havafaniri kutendera muurayi kuti amubate nokuti akauraya wokwake asingaiti namaune uye asinazve kumuvenga kubva kare. Viz kapitola |