Online Bible

- Reklamy -

Joshua 20:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndeekuti munhu anenge auraya mumwe zvetsaona kana mukusaziva atizire ikoko. Achava nzvimbo dzenyu dzokupotera kuti mudzivirirwe kuhama yomufi ine basa rokutsividza ropa romushakabvu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 kuti munhu wakaʋuraya mumŋe nokusaziʋa kana asina‐kuita nobgoni, atizire’po; acaʋa kwamuri ʋutiziro pamutsiʋi weropa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 kuti munhu wakauraya mumwe nokusaziva kana asina kuita nobwoni, atizirepo;’ achava kwamuri utiziro pamutsivi weropa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndeekuti munhu anenge auraya mumwe zvetsaona kana mukusaziva atizire ikoko. Achava nzvimbo dzenyu dzokupotera kuti mudzivirirwe kuhama yomufi ine basa rokutsividza ropa romushakabvu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 kuitira kuti ani naani anouraya munhu netsaona uye asina kuita namaune, agone kutizira ikoko uye adzivirirwe kumutsivi weropa.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 20:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy