Joshua 2:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakataurira Joshuwa vachiti, “Chokwadi chaicho ndechokuti, Tenzi atoisa nyika iyoyo mumaoko edu, vose vageremo vapera nokutitya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakati kunaJoshua: Ɀirokwaɀo, Jehova wakaisa nyika yose pamaʋoko eɗu; ʋuye ʋanhu ʋose ʋagere panyika iyo ʋavunduka pamberi peɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakati kuna Joshua, “Zvirokwazvo, Jehovha wakaisa nyika yose mumaoko edu; uye vanhu vose vagere panyika iyo vavhunduka pamberi pedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakataurira Joshuwa vachiti, “Chokwadi chaicho ndechokuti, Tenzi atoisa nyika iyoyo mumaoko edu, vose vageremo vapera nokutitya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vakati kuna Joshua, “Zvirokwazvo Jehovha aisa nyika yose mumaoko edu; vanhu vose vari kugwagwadza nokutitya.” Viz kapitola |