Joshua 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Varume ava vakamuti, “Hatimbokunyengedza pamhiko yawatipikisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ʋarume ʋakati kwaari: Hatiŋgasuŋgwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino varume vakati kwaari, “Hatingasungwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Varume ava vakamuti, “Hatimbokunyengedza pamhiko yawatipikisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Varume vaya ndokuti kwaari, “Mhiko yawatipikisa iyi haizotisungi Viz kapitola |