Online Bible

- Reklamy -




Joshua 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 kuti mucararamisa ɓaɓa ʋaŋgu namai ʋaŋgu nehanɀadzi dzaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu, neɀose ɀaʋanaɀo, nokurwira ʋupenyu bgeɗu parufu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 kuti muchararamisa baba vangu namai vangu nehanzvadzi dzangu navanunguna vangu, nezvose zvavanazvo, nokurwira upenyu hwedu parufu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Tsidzai kuti muchararamisa baba naamai vangu, nehanzvadzi, uye vakoma navanun'una vangu, navose vemhuri dzavo, mutinunure kurufu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 chokuti muchararamisa baba vangu namai vangu, hanzvadzi dzangu namadzikoma angu, nemhuri dzavo dzose, uye kuti muchatiponesa kubva parufu.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 2:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy