Online Bible

- Reklamy -




Joshua 19:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaDhani mhuri nemhuri namaguta iwaya nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaDani nemhuri dzaʋo, maguta iwaya nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

48 Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaDhani nemhuri dzavo, namaguta iwaya nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaDhani mhuri nemhuri namaguta iwaya nemisha yawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yorudzi rwaDhani, mhuri nemhuri.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 19:48

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy