Joshua 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Varume vokundomema nyika vakasimuka vakapinda munzira. Joshuwa akavakomera achiti, “Chiendai mufambe nyika yose iyoyo muchiimema, muchinyora mamiriro ayakaita mugozodzoka kuno kwandiri ndikuitirei chin'ange pano paShiro pana Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋarume aʋo ʋakasimuka, ʋakaenda; Joshua akaraira iʋaʋo ʋakaenda kundorondedzera nyika, akati: Endai, mufambe nenyika, muirondedzere, mugodzokera kwandiri, ndikukandirei mijenya pano pamberi paJehova paShiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino varume avo vakasimuka, vakaenda; Joshua akaraira ivavo vakaenda kundorondedzera nyika, akati, “Endai, mufambe nenyika, muirondedzere, mugodzokera kwandiri, ndikukandirei mijenya pano pamberi paJehovha paShiro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Varume vokundomema nyika vakasimuka vakapinda munzira. Joshuwa akavakomera achiti, “Chiendai mufambe nyika yose iyoyo muchiimema, muchinyora mamiriro ayakaita mugozodzoka kuno kwandiri ndikuitirei chin'ange pano paShiro pana Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Varume vakati vaenda kundotara muganhu wenyika, Joshua akavarayira achiti, “Endai mundosora nyika mugonyora rondedzero yayo. Ipapo mugodzoka kwandiri, uye ndichakukandirai mujenya pano paShiro pamberi paJehovha.” Viz kapitola |